Thomas Mapfumo - Hondo (War) Songtext

Thomas Mapfumo - Hondo (War) Übersetzung

Haneno zvenyu varume woye
Hameno zvenyu vana amai
Hameno zvenyu muchakarara
Hamutauri vakomanaaa
Munongonyarara vakomana ahoo
Zvichingooma vakomana ahoo
Inofa kwenyu vakomanaa

Munongokuvarira mukati wo
Munongokuvarira mukati wo
Makumi maviri emakore
Hona pasina zvataita
Hondo huru yatakarwa
Hona haina kubatsira
Nhamo huru yatakaona
Hamawee haiperi
Toipira kunaaniko?

Toipira kwamuri mambo

Munongochema hamutaure
Imhosva yenyu vana babawo
Makore mangani muchingochema?
Mukasataura varume woye
Hazvimbopera vakomanaa
Makumi maviri emakore
Hazvimbobatsiri vana amai

Muchango kuvarira mukati wo
Muchango kuvarira mukati wo
Songtext-ubersetzung.com

Gutsa ruzhinji vanababa
Ndizvo chete zvinodiwa
Nyika ndeyedu takatora
Ngatishande pamwe chete
Ivhu nderedu takatora

Ndiro rataichemera
Ngatiite zvinoita
Ngatiremekedze vose

Hameno zvenyu varume woye
Hameno zvenyu vana amai
Hameno zvenyu muchakarara
Hamutauri vakomanaah
Munongonyarara vasikanaah

Zvichingooma vakomanaah
Inofa kwenyu vana amai
Munongokuvarira mukati wo
Munongokuvarira mukati wo

Makumi mairi emakore
Hona pasina zvataita
Hondo huru yatakarwa
Hona haina kubatsira
Nhamo huru yatakaona
Hamawee haiperi
Toipira kunaaniko?
Toipira kwamuri mambo

Haneno Ihre Männer Mercy
Nun, deine Mama
Nun, dein Bett
Ganz zu schweigen von denen der naaa
Der stille Junge Ok
Es ngooma Okay, Jungs
Verlorene Bogen vier

Das einzige Ziel in der
Das einzige Ziel in der
Zwei Jahrzehnte
Hier ohne Anziehen
Der große Kampf
Hier hilft
Die Tragödie, die wir sahen
Mawee nicht zu Ende
Jede Gefahr für wen?

Verflucht, du bist König

Sie weinen und du nicht sprechen
Blame Ihre Kinder Vater
Wie alt weinst du?
Sprechen Sie nicht von Mercy
Nicht weniger als vier der
Zwei Jahrzehnte
Keine Hilfe Mütter

Meine Chancen
Meine Chancen
Songtext-ubersetzung.com

Befriedigen die Mehrheit der Väter
Das ist nur
Das Land gehört uns und wir haben
Lassen Sie uns zusammenarbeiten
Der Hof gehört Extrakte

Ist unser Schrei
Lassen Sie uns tun
Lassen Sie uns alle respektieren

Nun, Ihre Männer Mercy
Nun, deine Mama
Nun, dein Bett
Sprechen Sie kein vakomanaah
Die ruhige vasikanaah

Es ngooma vakomanaah
Verloren Ihre Mütter
Das einzige Ziel in der
Das einzige Ziel in der

Zwanzig Jahre
Hier ohne Anziehen
Der große Kampf
Hier hilft
Die Tragödie, die wir sahen
Mawee nicht zu Ende
Jede Gefahr für wen?
Verflucht, du bist König


Zuletzt bearbeitet von: Anonym

Übersetzung bearbeiten